Mango
Mango a song by Jah Signal on Foxsoundi — Free Music, Smart Streaming for Everyone
Mango Lyrics
[00:00.51] Zviri nani ndiende
[00:01.80] T, Simplex, nhaiwe mhere (Simplex music)
[00:06.15] Jah Signal
[00:07.39] Hama dzangu munoda kuti ndite sei
[00:11.20] Kana mukati famba ndinofamba wani
[00:15.16] Asi mukati mira ndinomira sei
[00:18.95] Nekuti ndikangomira munochinga ndare (Swa)
[00:22.65] Zviri nani ndiende (famba)
[00:24.65] Zviri nani ndiende (famba)
[00:26.55] Zviri nani ndiende (famba)
[00:28.88] Zviri nani ndiende (famba)
[00:30.85] Zviri nani ndiende
[00:32.02] Nyangwe vakakutuka, vakakushoropodza iwe usagumbuka
[00:38.08] (Iwe usagumbuka)
[00:40.03] Nyangwe vakakutaura taura, vakakuronda tsimba iwe usagumbuka
[00:46.13] (Iwe usagumbuka)
[00:47.25] Nokuti mango inokandirwa dombo, inenge yaibva, inenge yaibva
[00:55.37] Nokuti mango inokandirwa dombo, inenge yaibva, inenge yaibva
[01:03.17] Nokuti mango inokandirwa dombo, inenge yaibva, inenge yaibva
[01:11.30] Nokuti mango inokandirwa dombo, inenge yaibva, inenge yaibva
[01:19.99] Muvengi akushore chimiro, usamupindure wamai unenge waibvaka
[01:28.03] Nyangwe vakandishora chimiro, manje inini Mhere ndinongo modela
[01:35.93] Vavengi vakauya vakawanda, usavapindure wamai unenge waibvaka
[01:43.49] Vanofona vakawanda, manje ndinodaira vavo voto bhigana, vavengi vangu
[01:52.39] Haa unenge waibva Swa, unenge waibva
[01:56.40] Mhere unenge waibva ka, unenge waibva
[02:00.51] Haa unenge waibva Swa, unenge waibva
[02:04.26] Mhere unenge waibva ka, unenge waibva
[02:07.24] Nokuti mango inokandirwa dombo, inenge yaibva, inenge yaibva
[02:15.26] Nokuti mango inokandirwa dombo, inenge yaibva, inenge yaibva
[02:23.32] Nokuti mango inokandirwa dombo, inenge yaibva, inenge yaibva
[02:31.25] Nokuti mango inokandirwa dombo, inenge yaibva, inenge yaibva
[02:39.75] Hama dzangu munoda kuti ndite sei
[02:42.98] Kana mukati famba ndinofamba wani
[02:47.08] Asi mukati mira ndinomira sei
[02:50.87] Nekuti ndikangomira munochinga ndare (Swa)
[02:54.67] Zviri nani ndiende (famba)
[02:56.66] Zviri nani ndiende (famba)
[02:58.62] Zviri nani ndiende (famba)
[03:00.71] Zviri nani ndiende (famba)
[03:02.66] Zviri nani ndiende
[03:04.14] Nyangwe vakakutuka, vakakushoropodza iwe usagumbuka
[03:09.98] (Iwe usagumbuka)
[03:12.06] Nyangwe vakakutaura taura, vakakuronda tsimba iwe usagumbuka
[03:18.19] (Iwe usagumbuka)
[03:19.23] Nokuti mango inokandirwa dombo, inenge yaibva, inenge yaibva
[03:27.38] Nokuti mango inokandirwa dombo, inenge yaibva, inenge yaibva
[03:35.94] Mango inokandirwa dombo inenge yaibva vakomana (inenge yaibva)
[03:44.09] Mango inokandirwa dombo inenge yaibva vasikana (inenge yaibva)
[03:52.35] (Simplex music) zviri nani ndiende
[03:54.64] Zviri nani ndiende
[03:56.67] Zviri nani ndiende
[03:58.48]

From the album: Simudza Chako: Singles Collections, Vol 2
-
Simudza Chako by Jah Signal , -
Mango by Jah Signal , Mathias Mhere , -
Chimbo Ritenderedza by Jah Signal , -
Akanyanya by Jah Signal , -
Kabasa Kangu by Jah Signal , Mbeu , -
Huchi Ne Mukaka by Jah Signal , Kinnah , -
Ndiwe Wangu by Jah Signal , -
Zuva by Jah Signal , Ti Gonzi , -
Kangoma Kaya by Jah Signal , Jerrymun , -
Ndinotya by Jah Signal , -
Chipo by Jah Signal , -
Fambai Vadzidzi by Jah Signal , -
Lolha Lolha by Jah Signal , Queen Kadjah , -
Ishe by Jah Signal , -
Gomo by Jah Signal , -
Pasi Pano by Jah Signal , -
Chembere by Jah Signal , -
Wadyiwa by Jah Signal , -
Massage by Jah Signal , -
Nhando by Jah Signal , -
Unovashungurudza by Jah Signal , Nicholas Zacharia ,