Murambinda

Murambinda a song by Paul Mpofu on Foxsoundi — Free Music, Smart Streaming for Everyone

Murambinda by Paul Mpofu

Murambinda Lyrics

[00:30.26] Ndakabva naye kure-kure kwaMurambinda
[00:33.28] Kuuya Harare ndichiti ndamuwana
[00:35.69] Ndichiti ndamuwana achandichengeta
[00:38.38] Ndichiti ndavawana amai vepamba
[00:41.12] Iwe shamwari yangu watanga ruchiva
[00:43.82] Mangwana, mangwana uripamba pangu
[00:46.38] Zuva rega-rega unouya wakapfeka
[00:48.98] Zvipfeko zvakanaka kuti uonekere
[00:51.60] Mira ndikuyambire shamwari yangu
[00:54.10] Mira ndikuudze usati watambarara
[00:57.70]
[01:07.56] Ndakabva naye kurekure kwaMurambinda
[01:10.53] Kuuya Harare ndichiti ndamuwana
[01:12.96] Ndichiti ndamuwana achandichengeta
[01:15.52] Ndichiti ndavawana amai vepamba
[01:18.35] Iwe shamwari yangu watanga ruchiva
[01:21.15] Mangwana, mangwana uripamba pangu
[01:23.88] Zuva rega-rega unouya wakapfeka
[01:26.37] Zvipfeko zvakanaka kuti uonekere
[01:28.96] Mira ndikuyambire shamwari yangu
[01:31.77] Mira ndikuudze usati watambarara
[01:34.26] Zvikaramba zvakadaro apa hatingazvivhike
[01:37.12] Nokuti wangu uyo, wangu ndewangu
[01:39.51] Wangu ukamuzembera tinoburana
[01:42.45] Wangu usamuzembere ndapota
[01:44.84] Wangu ukamuzembera tatosvorana
[01:47.58] Wangu usamuzembere ndapota
[01:50.25] Wangu ukamuzembera tinoburana
[01:53.09] Wangu usamuzembere ndapota
[01:57.95]
[02:17.12] Wangu ukamuzembera
[02:19.88] Wangu usamuzembere ndapota
[02:22.63] Wangu ukamuzembera tinoburana
[02:25.38] Wangu usamuzembere ndapota
[02:27.75] Wangu ukamuzembera tinoburana
[02:30.63] Wangu usamuzembere ndapota
[02:33.27] Wangu ukamuzembera tatosvorana
[02:35.77] Wangu usamuzembere ndapota
[02:38.55] Wangu ukamuzembera tinoburana
[02:41.36] Wangu usamuzembere ndapota
[02:44.06] Ndakabva kwaMurambinda kure-kure
[02:46.65] Ndakabva kwaMurambinda (kure-kure)
[02:49.26] Ndakabva kwaMurambinda (kure-kure)
[02:52.02] Ndakabva kwaMurambinda (kure-kure)
[02:54.89] Ndakabva kwaMurambinda (kure-kure)
[02:57.53] Ndakabva kwaMurambinda (kure-kure)
[03:00.05] Ndakabva kwaMurambinda (kure-kure)
[03:02.94] Ndakabva kwaMurambinda (kure-kure)
[03:06.33]
[03:22.38] Chikomba ndakuberekera
[03:24.93] Chikomba ndakuberekera (murume wangu)
[03:27.72] Chikomba ndakuberekera (vana ndevako)
[03:30.34] Chikomba ndakuberekera (murume wangu)
[03:32.90] Chikomba ndakuberekera (vana ndevako)
[03:35.68] Chikomba ndakuberekera (ndatadzeiko?)
[03:38.57] Chikomba ndakuberekera (vana ndevako)
[03:41.02] Chikomba ndakuberekera
[03:43.31]
[03:54.93] Ndanzwa ngoma kutapira
[03:57.42] Huchi hunobva kuZambuko
[04:00.31] Ndanzwa ngoma kutapira
[04:02.99] Huchi hunobva kuZambuko (Neria)
[04:05.61] Ndanzwa ngoma kutapira (Neria)
[04:08.33] Huchi hunobva kuZambuko (Neria)
[04:10.97] Ndanzwa ngoma kutapira (Neria)
[04:13.65] Huchi hunobva kuZambuko (Neria)
[04:16.32] Ndanzwa ngoma kutapira (Neria)
[04:19.12] Huchi hunobva kuZambuko (Neria)
[04:21.78] Ndanzwa ngoma kutapira (Neria)
[04:24.29] Huchi hunobva kuZambuko
[04:27.24]
[04:35.90] AShumba muripo here? (Paida moyo wangu) wafunga ndikubereke
[04:40.14] (Paida moyo wangu)
[04:41.16] Hossana uripo here? (Paida moyo wangu) wafunga ndikubereke
[04:45.56] (Paida moyo wangu)
[04:46.69] Kingston uripo here? (Paida moyo wangu) wafunga ndikubereke
[04:51.03] (Paida moyo wangu)
[04:51.98] Koo, Dhumbe uripo here? (Paida moyo wangu) wafunga ndikubereke
[04:56.38] (Paida moyo wangu)
[04:57.36] Koo, Clever uripo here? (Paida moyo wangu) wafunga ndikubereke
[05:01.63] (Paida moyo wangu)
[05:02.63] Martin uripo here? (Paida moyo wangu) wafunga ndikubereke
[05:07.14] (Paida moyo wangu)
[05:08.17] Paurosi uripo here? (Paida moyo wangu) wafunga ndikubereke
[05:12.45] (Paida moyo wangu)
[05:15.06]
[06:20.39] Ndanzwa ngoma kutapira (Neria)
[06:23.18] Huchi hunobva kuZambuko (Neria)
[06:25.83] Ndanzwa ngoma kutapira (Neria)
[06:28.66] Huchi hunobva kuZambuko (Neria)
[06:31.00] Ndanzwa ngoma kutapira (Neria)
[06:34.07] Huchi hunobva kuZambuko (Neria)
[06:36.98] Ndanzwa ngoma kutapira (Neria)
[06:39.61] Huchi hunobva kuZambuko (Neria)
[06:41.67] Ndanzwa ngoma kutapira (Neria)
[06:45.00] Huchi hunobva -
[06:45.25]

From the album: Hits (Vol. 1)