Marry Anne (Mariana)

Marry Anne (Mariana) a song by Nyasha David on Foxsoundi — Free Music, Smart Streaming for Everyone

Marry Anne (Mariana) by Nyasha David

Marry Anne (Mariana) Lyrics

[00:03.37] Oh Mariana, Mariana
[00:11.39] Hey, (Nyasha David) Mariana
[00:18.59] (Golden Finger on the, on the-)
[00:20.52] Ndarota tichitobva kumaroro
[00:22.63] Nyika ichidengenyeka makorokoto
[00:25.18] Wandibira moyo wangu baby uri gororo
[00:28.09] Nyama nemweya asi uchindipa zororo
[00:29.70] Nhaiwe iwe ndirimumafuro manyoro
[00:32.50] Rudo rwandipinda mumwongo zvinyoronyoro
[00:35.06] Pabva paita separoverwa chihoko
[00:37.64] Kudanana newe, kudya namambo
[00:42.97] And baby zvaJesu, ndinokuda ndinokuda
[00:47.42] And baby zvamuchose ndinofunga ndinofunga
[00:52.06] Baby zvaJesu, ndinokuda ndinokuda
[00:57.36] Oh Mariana (Mariana Mariana) hey
[01:03.58] Mariana (Mariana Mariana) oh oh
[01:08.28] Mariana (Mariana Mariana) hey
[01:14.27] Mariana (Mariana)
[01:19.67] Ndaona veruzhinji vaine godo
[01:23.07] Vachichiva love type yatiinayo
[01:25.42] Kuita senge moto wakabvira pachi-
[01:27.11] Huchi hutsva huchangomorwa mumukoko
[01:29.95] Nhaiwe iwe ndirimumafuro manyoro
[01:32.74] Rudo rwandipinda mumwongo zvinyoronyoro
[01:35.19] Pabva paita separoverwa chihoko
[01:37.76] Kudanana newe, kudya namambo
[01:41.99] And Baby zvaJesu, ndinokuda ndinokuda
[01:47.23] And baby zvamuchose ndinofunga ndinofunga
[01:53.08] Baby zvaJesu, ndinokuda ndinokuda
[01:59.84] Oh Mariana (Mariana Mariana) hey
[02:04.18] Mariana (Mariana Mariana) oh oh
[02:08.95] Mariana (Mariana Mariana) hey
[02:14.64] Mariana (Mariana)
[02:19.97] Ah, Baba vako ndovakudza nei? (Mariana)
[02:22.77] Shuwiro yavo ndiizadzise (Mariana)
[02:24.95] Amai vako ndoovatenda sei? (Mariana)
[02:27.66] Mufaro wavo ndiuzadzikise (Mariana)
[02:30.36] Baba vako ndovakudza nei? Mariana)
[02:33.36] Shuwiro yavo ndiizadzise (Mariana)
[02:34.96] Amai vako ndoovatenda sei? (Mariana)
[02:37.63] Mufaro wavo ndiuzadzikise (Mariana)
[02:42.80] And Baby zvaJesu, ndinokuda ndinokuda
[02:48.03] And baby zvamuchose ndinofunga ndinofunga
[02:53.16] Baby zvaJeso, ndinokuda ndinokuda
[02:59.14] Oh Mariana (Mariana Mariana) hey
[03:03.88] Mariana (Mariana Mariana) oh oh
[03:08.83] Mariana (Mariana Mariana) hey
[03:15.43] Mariana (Mariana, um um ah Mariana)
[03:20.55]

From the album: Songs Of David