Zvivindi
Zvivindi a song by Holy Ten on Foxsoundi — Free Music, Smart Streaming for Everyone
Zvivindi Lyrics
[00:06.82] Ten
[00:11.33] Yeah, ah
[00:14.38] Zvivindi, zvekutofunga vanhu vevanhu
[00:17.87] Une zvivindi (ah) zvekuda kufuga jira revanhu
[00:21.45] Une zvivindi, zvekuda kupfuura panopera muganhu
[00:24.99] Une zvinindi
[00:26.93] Asi zvivindi zveiko?
[00:28.67] Seiko? (Sei?) Pacho pakaropafadzwa, pacho pakabatanidzwa?
[00:31.76] (Pacho pakabatanidzwa?)
[00:33.25] Pacho pakatangwa imba, ndopanotamba imbwa (panotamba imbwa)
[00:36.93] Mwari, nanhasi handinzwisise ini
[00:39.15] Why vanhu kuita ma-guts? Zvamakaronga imi kuti zvimiswe imi
[00:42.74] Aiwa, imbodya spoon yenyadzi (please)
[00:45.00] Imbodya spoon yenyadzi (ah)
[00:46.66] Utori newako waunoti wako, hameno uriku-lacker chii? (Chii?)
[00:50.37] People invest wo mukuda munhu
[00:52.21] Iwe, you wrestle wobva waruma
[00:54.18] Poita ma-echoes, poita anyumwa (poita ma-echoes, ah)
[00:57.75] Tumai mheni irove munhu (irove munhu)
[01:00.41] Musha unotsva, tumai Benji arove gotsi
[01:03.33] Ah, pa-fair, muti unowa
[01:05.01] Makatinzwira mumanzwira, patakarwira mumabira
[01:09.27] Amana marira, asi kukara uku, zvanzikwa
[01:12.00] But dikita renyu dirai kumwe (dirai kumwe)
[01:15.09] Mirai kure kumusha kwenyu
[01:17.49] Munhu wese vanodya, vanoisa munhu pa-Menu
[01:20.82] Kusvika Jeso adzoka, ngatirangane pachedu (pachedu)
[01:25.23] Umwe wedu
[01:26.48] Aiwa une zvivindi, zvekutofunga vanhu vevanhu
[01:30.55] Mugovera kusvika Chishanu, une chohwera, une misikanzwa
[01:34.14] Zvichakudzokera, ingopa Karma time
[01:36.60] Unoda zvekumaraini asi ichadambuka twine (ichadambuka)
[01:40.59] Aiwa wangu une zvivindi (aiwa) zvekutofunga vanhu vevanhu
[01:45.02] Une zvivindi (unazvo) zvekuda kufuga jira revanhu
[01:48.78] Une zvivindi (ah) zvekuda kupfuura panopera muganhu
[01:52.35] Une zvinindi
[01:53.92] Asi zvivindi zveiko?
[01:55.91] Zvivindi (ah, ah) zvekutofunga (ah, ah) vanhu vevanhu
[01:59.52] Une zvivindi (ah) zvekuda kufuga jira revanhu
[02:03.19] Une zvivindi (ah) zvekuda kupfuura panopera muganhu
[02:06.87] Une zvinindi
[02:08.65] Asi zvivindi zveiko?
[02:10.74]

From the album: The Book Of Malachi
-
Zvivindi by Holy Ten , -
Deep Down Zaka by Holy Ten , -
Pressure by Holy Ten , Mr. Candy , Michael Magz , -
Miscommunications by Holy Ten , -
Gomba re Shumba by Holy Ten , -
God Is Not Holiday by Holy Ten , Majorsteez , Michael Magz , -
Can't Get by Holy Ten , -
My Feelings by Holy Ten , Xiba , -
The Book Of Malachi by Holy Ten , -
Aba Father by Holy Ten , Epixode , -
Crown by Holy Ten ,