Gomba re Shumba

Gomba re Shumba a song by Holy Ten on Foxsoundi — Free Music, Smart Streaming for Everyone

Gomba re Shumba by Holy Ten

Gomba re Shumba Lyrics

[00:01.21] Rrh
[00:04.16] Gomba iro, gomba iro, rrh, gomba
[00:11.86] Gomba reshumba
[00:13.95] Usawire mugomba reshumba
[00:17.72] Ndofa nepfungwa
[00:19.67] Ndirikutadza kutodzekera kumba
[00:22.82] Vakanditi, "Dzorera chuma" (aheya)
[00:25.59] Vachigaya kuti mhiko dzakupanduka pano (dzorera chuma, ahe)
[00:28.43] Asi dai ndine zidonhwe repfuma (ah, hoyo)
[00:31.92] Ndaitomboti pamwe pakuitwa zvinhu pano (dzorera chuma, ahe)
[00:34.87] Vakati-fencer ava ndovane daka (iyere-yere-yere-yere)
[00:37.89] Vakatemba zvakarotwa nen'anga (iyere-yere-yere-yere)
[00:40.90] Vakapenga vanhu ava vakapenga (iyere-yere-yere-yere)
[00:43.21] Vakapenga zvakanzi, "Aiwa takasotwa kuZaka" (iyere-yere-yere-yere)
[00:46.62] Asi hona
[00:48.62] Nhasi changamire hona
[00:51.60] Mhepo dzacho dzatitsoma
[00:54.69] Vakati, "Pane hurombwa" vana mukoma, ah
[00:58.96] Gomba reshumba
[01:01.06] Usawire mugomba reshumba
[01:04.74] Tofa nepfungwa
[01:06.81] Ndirikutadza kutodzekera kumba
[01:10.17] Vakanditi, "Dzorera chuma" (aheya)
[01:12.91] Vachigaya kuti mhiko dzakupanduka pano (dzorera chuma, ahe)
[01:15.42] Asi dai ndine zidonhwe repfuma (ah, hoyo)
[01:18.74] Ndaitomboti pamwe pakuitwa zvinhu pano (dzorera chuma, ahe)
[01:22.44] Chenjera kutsika munzwa (iyere-yere-yere-yere)
[01:24.71] Mwanangu chenjera kutsika munzwa (iyere-yere-yere-yere)
[01:28.65] Chenjera kuwira muhutapwa (iyere-yere-yere-yere)
[01:30.58] Kupisa musha hunobvira uswa (iyere-yere-yere-yere)
[01:33.53] Hatina uta, hatirwe panyama
[01:36.16] Asi vemasaramusi vakapinda muka
[01:39.25] Uchanzwa toti, "Ah-ah, ah-ah", ukati, "Ndimi idzo"
[01:42.79] Ivo bhagamu dhaza, tikati, "Zviriko"
[01:45.92] Hm, chaminuka icho, chaminuka (iyere-yere-yere-yere)
[01:49.96] Chaminuka icho, chaminuka (iyere-yere-yere-yere)
[01:52.97] Chaminuka icho, chaminuka (iyere-yere-yere-yere)
[01:55.85] Chaminuka (iyere-yere-yere-yere)
[01:57.96] Gomba reshumba
[02:00.20] Usawire mugomba reshumba
[02:04.07] Tofa nepfungwa
[02:06.03] Ndirikutadza kutodzekera kumba
[02:08.80] Vakanditi, "Dzorera chuma" (aheya)
[02:12.07] Vachigaya kuti mhiko dzakupanduka pano (dzorera chuma, ahe)
[02:14.55]

From the album: The Book Of Malachi